Dhuteronomi 1:17 BDMCS

17 Musaita rusarura pakutonga; inzwai vose muduku kana mukuru zvakaenzanirana. Musatya munhu upi zvake, nokuti kutonga ndokwaMwari. Uyisai kwandiri mhaka yakanyanya kukuomerai, ndigoinzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 1

Maonero Dhuteronomi 1:17 akapoteredza