Dhuteronomi 1:28 BDMCS

28 Tichaendepiko? Hama dzedu dzatiita kuti tiore mwoyo. Dzinoti, ‘Vanhu vacho vanotikunda pasimba napakureba; maguta acho makuru uye ane masvingo akareba zvokusvika kudenga. Takaona kunyange navaAnaki ikoko.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 1

Maonero Dhuteronomi 1:28 akapoteredza