35 “Hakungavi nomunhu mumwe worudzi urwu achaona nyika yakanaka yandakapika ndichiti ndichaipa kumadzibaba enyu,
Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 1
Maonero Dhuteronomi 1:35 akapoteredza