Dhuteronomi 1:42 BDMCS

42 Asi Jehovha akataura kwandiri, akati, “Vaudze kuti, ‘Musakwira kundorwa, nokuti handiendi nemi. Muchakundwa navavengi venyu.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 1

Maonero Dhuteronomi 1:42 akapoteredza