Dhuteronomi 1:8 BDMCS

8 Tarirai, ndakupai nyika iyi. Endaimo mundotora nyika iyo Jehovha akapika kuti achaipa kumadzibaba enyu, kuna Abhurahamu, naIsaka, naJakobho, uye nokuzvizvarwa zvavo zvaizovatevera.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 1

Maonero Dhuteronomi 1:8 akapoteredza