12 Zvino, iwe Israeri, Jehovha Mwari wako anodeiko kwauri kunze kwokuti utye Jehovha Mwari wako, nokufamba munzira dzake dzose, nokumuda, nokushumira Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose,
Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 10
Maonero Dhuteronomi 10:12 akapoteredza