Dhuteronomi 10:17 BDMCS

17 Nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wavaMwari naIshe wamadzishe, Mwari mukuru, ane simba guru uye anotyisa, asingatsauri vanhu uye asingagamuchiri fufuro.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 10

Maonero Dhuteronomi 10:17 akapoteredza