Dhuteronomi 10:8 BDMCS

8 Panguva iyoyo Jehovha akatsaura rudzi rwavaRevhi kuti vatakure areka yesungano yaJehovha, kuti vamire pamberi paJehovha vachishumira, uye kuti varopafadze vanhu muzita raJehovha, sezvavanoita nanhasi.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 10

Maonero Dhuteronomi 10:8 akapoteredza