Dhuteronomi 12:20 BDMCS

20 Kana Jehovha Mwari wako achinge akurisa nyika yako sezvaakakuvimbisa, uye iwe ukapanga nyama ukati, “Ndinoda nyama,” ipapo uchadya nyama yakawanda sezvaunoda.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 12

Maonero Dhuteronomi 12:20 akapoteredza