Dhuteronomi 12:28 BDMCS

28 Uchenjerere kuteerera mitemo yose yandinokupa, kuti zvive zvakakunakira nguva dzose iwe navana vako vachatevera mushure mako, nokuti unenge uchiita zvakanaka uye zvakarurama pamberi paJehovha Mwari wako.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 12

Maonero Dhuteronomi 12:28 akapoteredza