Dhuteronomi 12:31 BDMCS

31 Hamufaniri kushumira Jehovha Mwari wenyu nenzira yavo, nokuti mukushumira vamwari vavo, vanoita zvinhu zvose zvose zvinonyangadza zvinovengwa naJehovha. Vanopisa kunyangwe vanakomana navanasikana vavo mumoto sezvibayiro kuna vamwari vavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 12

Maonero Dhuteronomi 12:31 akapoteredza