Dhuteronomi 14:2 BDMCS

2 nokuti muri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wenyu. Jehovha akakutsaurai kubva pakati pendudzi dzose dziri panyika kuti muve rudzi rwake runokosha.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 14

Maonero Dhuteronomi 14:2 akapoteredza