Dhuteronomi 17:16 BDMCS

16 Mambo haafaniri kuva namabhiza akawanda kana kuita kuti vanhu vadzokere kuIjipiti kundotora mamwe, nokuti Jehovha akutaurirai kuti, “Hamufaniri kudzoka nenzira iyoyo zvakare.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 17

Maonero Dhuteronomi 17:16 akapoteredza