Dhuteronomi 18:16 BDMCS

16 Nokuti izvi ndizvo zvamakakumbira Jehovha Mwari wenyu paHorebhu pazuva reungano apo makati, “Hatidi kunzwa inzwi raJehovha Mwari wedu kana kuona moto mukuru uyu zvakare, nokuti tingafa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 18

Maonero Dhuteronomi 18:16 akapoteredza