Dhuteronomi 19:15 BDMCS

15 Chapupu chimwe chete hachifaniri kupupurira munhu kuti agobatwa nemhosva yokupupura mhaka, kunyange dai akapara mhaka. Nyaya inofanira kusimbiswa nouchapupu hwevaviri kana vatatu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 19

Maonero Dhuteronomi 19:15 akapoteredza