Dhuteronomi 2:9 BDMCS

9 Ipapo Jehovha akataura kwandiri, akati, “Musafurusa vaMoabhu kana kuvadenha, nokuti handizokupai chikamu chipi zvacho chenyika yavo. Ndakapa Ari kuvana vaRoti kuti ive yavo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 2

Maonero Dhuteronomi 2:9 akapoteredza