Dhuteronomi 20:1 BDMCS

1 Kana muchienda kundorwa navavengi venyu uye mukaona mabhiza nengoro nehondo huru kupfuura yenyu, musavatya, nokuti Jehovha Mwari, uyo akakubudisai kubva muIjipiti, achava nemi.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 20

Maonero Dhuteronomi 20:1 akapoteredza