19 Kana mukakomba guta kwenguva refu, muchirirwisa kuti muripambe, musaparadza miti yaro nokuitema nokuti munogona kudya michero yayo. Musaitema. Ko, miti yomusango vanhu here, zvokuti mungaikomba?
Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 20
Maonero Dhuteronomi 20:19 akapoteredza