Dhuteronomi 21:16 BDMCS

16 kana ogova pfuma yake kuvanakomana vake, haafaniri kupa kodzero yedangwe kumwanakomana womukadzi waanoda pachinzvimbo chomwana wake wedangwe chaiye, mwanakomana womukadzi waasingadi.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 21

Maonero Dhuteronomi 21:16 akapoteredza