Dhuteronomi 21:23 BDMCS

23 hamufaniri kusiya chitunha chake chiri pamuti usiku hwose. Muone kuti mamuviga zuva rimwe chetero, nokuti ani naani akasungirirwa akatukwa naMwari. Hamufaniri kusvibisa nyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu senhaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 21

Maonero Dhuteronomi 21:23 akapoteredza