5 Vaprista, vanakomana vaRevhi vanofanira kuuya pamberi, nokuti Jehovha Mwari wenyu akavasarudza kuti vashumire nokuropafadza muzita raJehovha uye vanofanira kutonga pamhaka dzose dzegakava nedzokurwa.
Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 21
Maonero Dhuteronomi 21:5 akapoteredza