Dhuteronomi 22:19 BDMCS

19 Vachamuripisa mashekeri esirivha anosvika zanaa vagopa kuna baba vomusikana, nokuti murume uyu apa zita rakaipa kumhandara yeIsraeri. Iye acharamba ari mukadzi wake; haafaniri kumuramba upenyu hwake hwose.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 22

Maonero Dhuteronomi 22:19 akapoteredza