Dhuteronomi 22:6 BDMCS

6 Kana ukaona dendere reshiri panzira, ringava riri mumuti kana riri pasi, uye mai vacho vachivhuvatira vana kana mazai, usatora mai pamwe chete navana vayo.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 22

Maonero Dhuteronomi 22:6 akapoteredza