Dhuteronomi 22:9 BDMCS

9 Usadyara mbeu dzamarudzi maviri mumunda wako wemizambiringa; kana ukaita izvi hazvisi zvirimwa zvawadyara chete zvasvibiswa asi kuti nezvibereko zvomunda wemizambiringa wako zvakare.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 22

Maonero Dhuteronomi 22:9 akapoteredza