Dhuteronomi 23:18 BDMCS

18 Hamufaniri kuuya nomubayiro wechifeve kana wemhombwe mumba maJehovha Mwari wenyu kuti mupike nawo. Nokuti zvose izvi zviri zviviri zvinonyangadza Jehovha Mwari wenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 23

Maonero Dhuteronomi 23:18 akapoteredza