24 Kana ukapinda mumunda womuzambiringa womuvakidzani wako, ungadya mazambiringa ose aunoda asi haufaniri kuisa mamwe mudengu rako.
Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 23
Maonero Dhuteronomi 23:24 akapoteredza