Dhuteronomi 24:14 BDMCS

14 Usamanikidza mushandi wako kana ari murombo kana munhu anoshayiwa, hazvinei kuti ihama yako muIsraeri kana kuti mutorwa anogara mune rimwe ramaguta enyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 24

Maonero Dhuteronomi 24:14 akapoteredza