21 Kana uchikohwa mazambiringa mumunda wako womuzambiringa, usadzokorora kukohwazve. Siyira zvinosara kumutorwa, nherera nechirikadzi.
Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 24
Maonero Dhuteronomi 24:21 akapoteredza