Dhuteronomi 24:5 BDMCS

5 Kana murume achangobva kuwana, haafaniri kuendeswa kuhondo kana kupiwa rimwe basa zvaro rokuita. Kwegore rimwe chete anofanira kusununguka kuti agare pamba agofadza mukadzi wake waakawana.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 24

Maonero Dhuteronomi 24:5 akapoteredza