Dhuteronomi 24:7 BDMCS

7 Kana munhu akawanikwa achitapa hama yake yomuIsraeri uye achimubata senhapwa kana kumutengesa, nyakubata munhu anofanira kufa. Munofanira kubvisa chakaipa pakati penyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 24

Maonero Dhuteronomi 24:7 akapoteredza