Dhuteronomi 25:19 BDMCS

19 Kana Jehovha Mwari wenyu akupai zvose kubva kuvavengi vakakupoteredzai munyika yaari kukupai kuti ive yenyu senhaka, munofanira kudzima kurangarirwa kwaAmareki kubva pasi pedenga. Musazokanganwa!

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 25

Maonero Dhuteronomi 25:19 akapoteredza