Dhuteronomi 27:12 BDMCS

12 Kana muchinge mayambuka Jorodhani, aya ndiwo marudzi anofanira kundomira pamusoro peGomo reGerizimi kuti varopafadze vanhu: Simeoni, Revhi, Judha, Isakari, Josefa naBhenjamini.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 27

Maonero Dhuteronomi 27:12 akapoteredza