Dhuteronomi 27:9 BDMCS

9 Ipapo Mozisi navaprista vanova vaRevhi, vakataura kuvaIsraeri vose vakati, “Nyararai imi Israeri, uye muteerere! Iye zvino mava rudzi rwaJehovha Mwari wenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 27

Maonero Dhuteronomi 27:9 akapoteredza