Dhuteronomi 28:13 BDMCS

13 Jehovha achakuita musoro, kwete muswe. Kana ukanyatsoteerera kumirayiro yaJehovha Mwari wako yandinokupa nhasi uye ukachenjerera kuitevera, ucharamba uri pamusoro chete, haungavi pasi.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 28

Maonero Dhuteronomi 28:13 akapoteredza