Dhuteronomi 28:24 BDMCS

24 Jehovha achashandura mvura yenyika yako ikava guruva nemhukuta; richanaya kubva kudenga kusvikira waparadzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 28

Maonero Dhuteronomi 28:24 akapoteredza