Dhuteronomi 28:30 BDMCS

30 Uchanyenga mukadzi kuti umuwane, asi mumwe murume achamuwana agovata naye. Uchavaka imba asi haungagarimo. Uchasima munda womuzambiringa asi haungatongotangi kana kudya michero yawo.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 28

Maonero Dhuteronomi 28:30 akapoteredza