38 Uchadyara mbeu yakawanda mumunda mako asi uchakohwa zvishoma, nokuti zvichaparadzwa nemhashu.
Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 28
Maonero Dhuteronomi 28:38 akapoteredza