Dhuteronomi 28:52 BDMCS

52 Vachakomba maguta ose munyika yenyu yose kusvikira masvingo marefu amunovimba nawo awira pasi. Vachakomba maguta ose ari munyika yenyu yose yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 28

Maonero Dhuteronomi 28:52 akapoteredza