68 Jehovha achakudzoserai kuIjipiti muri muzvikepe parwendo rwandakati hamufaniri kuzoruonazve. Ikoko muchada kuzvitengesa kuvavengi venyu savarandarume kana varandakadzi, asi hapana angada kukutengai.
Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 28
Maonero Dhuteronomi 28:68 akapoteredza