Dhuteronomi 29:19 BDMCS

19 Kana munhu akadaro akanzwa mashoko emhiko iyi, anozviropafadza uye naizvozvo agofunga kuti, “Ndichava norugare, kunyange ndikaramba ndichifamba nenzira yangu.” Izvi zvichauyisa njodzi panyika nyoro uye napanyika yakaoma.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 29

Maonero Dhuteronomi 29:19 akapoteredza