Dhuteronomi 3:11 BDMCS

11 (Ogi mambo weBhashani ndiye chete akasara pane vakasara vevaRefaiti. Mubhedha wake wakanga wakagadzirwa nesimbi uye wakanga wakareba makubhiti mapfumbamwea uye makubhiti manab paupamhi. Uchiriko muRabha ravaAmoni.)

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 3

Maonero Dhuteronomi 3:11 akapoteredza