Dhuteronomi 3:14 BDMCS

14 Jairi mwana waManase, akatora nyika yose yeArigobhu, kusvikira kumuganhu wavaGeshuri navaMaakati, akaitumidza zita rake zvokuti nanhasi Bhashani inonzi Havhoti Jairi.)

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 3

Maonero Dhuteronomi 3:14 akapoteredza