Dhuteronomi 3:4 BDMCS

4 Panguva iyoyo takatora maguta ake ose. Hapana kana guta rimwe chete ratisina kuvatorera pamaguta makumi matanhatu, nyika yose yeArigobhu, noushe hwaOgi muBhashani.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 3

Maonero Dhuteronomi 3:4 akapoteredza