Dhuteronomi 30:20 BDMCS

20 Uye ugoda Jehovha Mwari wako, unzwe inzwi rake, nokubatirira paari. Nokuti Jehovha ndiye upenyu hwako, uye achakupa makore mazhinji munyika yaakapika kuti achaipa kumadzibaba enyu Abhurahama, naIsaka naJakobho.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 30

Maonero Dhuteronomi 30:20 akapoteredza