Dhuteronomi 31:16 BDMCS

16 Zvino Jehovha akati kuna Mozisi, “Uchavata namadzibaba ako, uye vanhu ava, zvino zvino, vachaita ufeve navamwari vavatorwa venyika yavari kupinda. Vachandirasa uye vachaputsa sungano yandakaita navo.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 31

Maonero Dhuteronomi 31:16 akapoteredza