Dhuteronomi 31:20 BDMCS

20 Kana ndichinge ndavauyisa munyika inoerera mukaka nouchi, nyika iyo yandakavimbisa nemhiko kumadzitateguru avo, uye kana vachinge vadya vaguta uye vakora, vachatsaukira kuna vamwe vamwari vagovanamata, vachindiramba uye vachiputsa sungano yangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 31

Maonero Dhuteronomi 31:20 akapoteredza