27 Nokuti ndinoziva kuti vanomukira sei uye kuti mitsipa yavo mikukutu sei. Kana maimukira Jehovha ndichiri mupenyu uye ndiri pakati penyu, ko, kuzoti ndikange ndafa muchamumukira zvakadii!
Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 31
Maonero Dhuteronomi 31:27 akapoteredza