Dhuteronomi 31:29 BDMCS

29 Nokuti ndinoziva kuti mushure mokunge ndafa imi muchazvishatisa kwazvo uye muchatsauka kubva panzira yandakakurayirai. Pamazuva anouya, njodzi ichakuwirai nokuti muchaita zvakaipa pamberi paJehovha muchimutsamwisa nokuda kwezvakaitwa namaoko enyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 31

Maonero Dhuteronomi 31:29 akapoteredza