Dhuteronomi 31:7 BDMCS

7 Ipapo Mozisi akadana Joshua akati kwaari, pamberi pavaIsraeri vose, “Simba utsunge mwoyo, nokuti unofanira kuenda navanhu ava munyika iyo Jehovha akapika kumadzitateguru avo kuti achavapa, uye unofanira kuigovera kwavari senhaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 31

Maonero Dhuteronomi 31:7 akapoteredza