Dhuteronomi 32:22 BDMCS

22 Nokuti moto watungidzwa nehasha dzangu, idzo dzinopisa kusvikira pasi pegomba rorufu. Dzichaparadza nyika nezvibereko zvayo uye dzichapisa nheyo dzamakomo.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 32

Maonero Dhuteronomi 32:22 akapoteredza